Kukangaridza

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kukangaridza rinoreva kuisa chinhu pachena, pamhene pachinonekwa nevazhinji.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kangara - iri shoko rinotaura pfungwa yokunge chinhu chiri pachena. Anokangaridza mari ndiye anokuridzira humbavha.
  • Kukangaridza kunorevawo zvakare kutaura nenzira inojekesa zvakarurama. Vanhukadzi vanokangaridza mazwi kupinda vanhurume:
  • Kana chinhu chichi kangarika kureva kuti chinokwaniswa kutswetwa pamhene kana kufumurwa pachinoonekwa navose.
  • Tanga tichitsvaga banga, iro rakati gangavata: we were looking for the knife and all the time it was quite visible.
  • Danda rakari gangavata mudziva: the log is floating in the pool.

Kurerutsa Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kinande inoti erikangyâ ̧ (to show something to someone). Mamwe mazwi: erikangania (show, point on; point). Eríkangarára (be rambunctious, dazed, having one's head in the air & act without reflection).
  • Kinande inoti erikanga (v. to shine, be shinning) kureva kupenya. Mamwe mazwi: erikangiríra (v. to show, reveal what was hidden). Erıkangamyâ ́(v. to erect, erect).
  • Kinande inoti erıkangamukyâ (to make very awake, too enterprising) kureva kuchangamuka. Mamwe mazwi: eríkangamúka (be too much joyful & therefore too enterprising).
  • Lubwisi inoti kukangama (n. to be on top) kureva kukangarara.