Chikaka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chikaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Chikaka (Kukaka to be stiff - of a person, animal or thing that moves with difficulty).
  • Chikaka, chinyamunhari kana chinyamundarira (Cramp) zvinoreva apo mhasuru dzinosunga dzichirwadza zvikurusei mushure mokunge munhu amhanya.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti khakhatha (Dry up stiff, parch, bake hard) vachireva kukaka?.
  • Barotse vanoti sikaka (n. lower abdomen).
  • VaLuba vanoti cikaka (n. pine-apple) vachireva chinanazi.