Kudzima moto

Kubva Wikipedia

Kudzima moto (put out a fire) zvinoreva kukonzera kuti moto urege kubvira. Moto unodzimwa nenzira dzakasiyana zvichienderana nokuti chii chiri kubvira. Moto wehuni unokwanisa kudzimwa nemvura, asi moto wepeturu haufanirwe kudzimwa nemvura nokuti peturu inoyangarara pamusoro pemvura yoramba ichibvira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.