Kudungura

Kubva Wikipedia
  • Kudungura kana kudonyera (move by expanding and contracting like a caterpillar) zvichireva mafambiro ekukongonyara sezvinoita gonye.
  • Kudungura (to form a file) zvichireva kuita mudungwe.
  • Kudungura (to string together) zvichireva kudungira chuma kana chimwewo chinhu patambo.

Zvichida zita rokuti Kadungure rinobva pamazwi ari pamusoro ayo.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.