Kadungure

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kadungure izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLozi vanoti -tungula (v.i. to appear in the distance, very far away - village, tree, etc.)
  • Herero vanoti tungura kana raura (take down as something from an elevated place). Umbundu vanoti tungulula (tear down; pull down; demolish) kureva kupaza.
  • VaSwahili vanoti tunga (put together, tie/string together; ar- range, put in order; put in a row, line up; form, compose, construct, make).
  • Nyakyusa vanoti tunga (1. string together; 2. hang) vachireva kutunga. VaNyakyusa vanoti tungula (1. pick) vachireva kutungura.