Svetuka kuchirochemo

Kuchimikana

Kubva Wikipedia

Kuchimikana (to be bored; be fed up; be filled with distaste) kureva kufinhwa kana kufinhikana.

  • jimo (Surfeit of sweetness or fattiness).
  • Kuchima (cause to be fed up).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Ane jimo mumwoyo: he is fed up

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Baila vanoti kuchimwa (to be sick, tired of anything as work, instruction) kureva kuchimwa. Mamwe mazwi: nda chimwa (i have had enough) kureva ndachimwa.
  • VaTonga vanoti cimwa (bored). VaZigula vanoti kufinula (v. to blunt).
  • Lenje inoti chima (v. make weary, tire, fatigue) kureva kuchima. Mamwe mazwi: chimwa (be tired).
  • MaZulu vanoti isifino (Daily, ordinary food of any kind (as vegetables, grain, meat, beer, etc.). Mamwe mazwi: umf'no (ordinary food).
  • Kikongo vanoti finika (v. bring near, push close, put near, shift). Mamwe mazwi: finama (v. get close, be near, close to, adjacent, draw near).