Kubaya Mhuka

Kubva Wikipedia

Kubaya Mhuka (to slaughter).

  • Panoitwa muchato panobayiwa huku dzakawanda kana mombe yokuti vanhu vadye vachipemebera.
  • Parufu vanobaya mombe kuti vanouuya vawane chekudya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]