Svetuka kuchirochemo

Kotsi

Kubva Wikipedia

Kotsi izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Teboho Kotsi; Mathapelo Kotsi; Madipolelo Kotsi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaVenda vanoti khotsi (n. father) kureva baba. MaVenda vanoti khotsi muhulu kana khotsi munene (paternal uncle) vachireva babamukuru.
  • VaDigo vanoti kotsi (bottom, base) kureva kutsi kana pasi pechinhu kana zasi kwechinhu. VaDigo vanoti Kotsizavisima (The bottoms of the wells) kureva pasi pematsime.