Kindanda sezita
Mataridziko
Kindanda izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, Tanzania neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Marrie Kindanda; Gloria Kindanda; Ester Kindanda; Paulo Kindanda.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.