Kikanda sezita

Kubva Wikipedia

Kikanda izita remhuri rinowanikwa muZambia, Kenya neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Isaac Kikanda; Joseph Kikanda; Mark Kikanda; Bridget Kikanda.
  • Mazwi ari pedyo: Chikanda sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kimbundu inoti kikanda (n. grass island).