Kibanza

Kubva Wikipedia

Kibanza izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, Uganda neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Dolly Kibanza, Kibanza Munga, Gosbert Kibanza, Belinda Kibanza.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kinande vanoti kibanza (n. residential location; open space near a house) kureva chivanze.