Katongora
Mataridziko
Katongora izita remhuri rinowanikwa kuKenya.
- Vanhu vane zita iri: Patson Katongora; Mwamina Katongora; Ambere Katongora.
- Mamwe mazita: Mutongori; Matongora.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Lugwere vanoti kitongole (work, administrative unit, department, organization, agency, institution).
- Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization; association). Mamwe mazwi: kwetongola (be independent).
- Lubwisi vanoti kuba mu kitongole (belong to an organization). Mamwe mazwi: kutaaha kitongole (join an organization).
- Mambwe vanoti -tongola (v. to shell beans, peas, etc.; to shell a great quantity of beans, peas).
- Mambwe vanoti -tongoka (v. to shell seeds or to fall from pods).