Katongola
Mataridziko
Katongola izita remhuri rinowanikwa kuZambia neDemocratic Republic of the Congo.
- Vanhu vane zita iri: Musonda Katongola; Marian Katongola; Theo Katongola.
- Mamwe mazita: Mutongori; Matongora.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Mambwe vanoti -tongola (v. to shell beans, peas, etc.; to shell a great quantity of beans, peas). Mamwe mazwi: -tongoka (v. to shed seeds or to fall from pods).
- Baila vanoti katongola (peanuts broken up, cooked with salt)) kureva nzungu dzakamenywa nokukangwa.
- Lubwisi vanoti kitongole kana bitongole (n. organization; association). Mamwe mazwi: kwetongola (be independent).
- Lubwisi vanoti kuba mu kitongole (belong to an organization). Mamwe mazwi: kutaaha kitongole (join an organization).