Katambura sezita

Kubva Wikipedia

Katambura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sipiwe Katambura; Patrick Katambura; Morgan Katambura; Joel Katambura.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Sangho vanoti watambula (n. walker; traveller).