Katambara sezita
Mataridziko
Katambara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Ian Katambara; Manuel Katambara; Kikundule Katambara; Patience Katambara.
- Mazwi ari pedyo: kutambarara; Mutambara sezita; Chitambara sezita; Chatambarara sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.
- Maconde vanoti kutambala (v. creep).
- VaMambwe vanoti -tambalala (to be straight, to be flat, to stretch out flat) vachireva kutambarara, chakatambarara kana pakatambarara.
- VaMambwe vanoti -tambalala (lazy person) vachireva Katambara.
- VaMambwe vanoti -tambalala umwili (to be weak, lazy) vachireva kurukutika kana kuva nenungo.