Kaseke sezita

Kubva Wikipedia

Kaseke izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Karikoga Kaseke, Simba Kaseke, Chido Kaseke, Chido Kaseke.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana .

  • Bemba inoti umuseke (basket - made of reeds) ibhasiketi retsanga. Kinyarwanda inoti igiseke (tall pointed basket) ibhasiketi rine munzvi.
  • Baila inoti inseke (a single grain) itsanga imwe. Kuziva madudzirwo: insafu (calf of the leg) kureva tsapfu.
  • Bemba inoti luseke kana mbuto (grain) kureva mbeu. VaTege vanoti kasege (n. insect, bug, pest).
  • Luganda inoti kiseke (n. wrist; front part of the wrist) kureva ruwoko. Sangho inoti seke (n. sieve, colander, filter).
  • Luvale inoti Kaseka kana Kasela (child who comes out of mother's womb legs first) kureva mwana anotanga kubuditsa makumbo pakuzvarwa.
  • Kimbundu vanoti museke (sandy terrain. Figurative: hamlets, confines, farm). Mamwe mazwi: kaseke (n. Lonchocarpus capassa - a type of tree).