Karuvira sezita
Mataridziko
Karuvira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Clever Karuvira; Vimbai Karuvira, Aaron Karuvira; Patuma Karuvira.
- Mazwi ane hukama: kuruvira.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.