Kapiri
Mataridziko
Kapiri izita revanhu rinowanikwa muCongo, Kinshasa, neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Joseph Kapiri, Francis Kapiri; Kapiri Puriza; Moise Kapiri.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.