Svetuka kuchirochemo

Kanjinga

Kubva Wikipedia

Kanjinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChikunda vanoti njinga (bicycle) vachireva bhasikoro.