Kambanji sezita

Kubva Wikipedia

Kambanji izita remhuri rinowanikwa kuCongo, Kinshasa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Elina Kambanji; Marion Kambanji; Kambanji Womba; Ephraim Kambanji.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.