Kahota sezita

Kubva Wikipedia

Kahota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Uganda, Congo Kinshasa neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Sharon Kahota; Emanuella Kahota; Farai Kahota; Merdi Kahota.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti kahota (n. small yard, corner, angle). Fananidzai nokuti kukotama (to bend down; to bend).