Nhanga Imba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKagero)

Nhanga imba inorarwa nevasikana vasina kuroorwa. Vamwe vatauri vanoti kagero, diye kana kuti ruvhevhe.

Harahwa murume hazvienzane nekurara munhanga