Nhanga Imba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuDiye (imba))

Nhanga imba inorarwa nevasikana vasina kuroorwa. Vamwe vatauri vanoti kagero, diye kana kuti ruvhevhe.

Harahwa murume hazvienzane nekurara munhanga