Kadenge

From Wikipedia

Kadenge izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Takunda Kadenge; Vimbai Kadenge; Bridget Kadenge.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGwere vanoti denge (adj. single; lone; alone; solitary). Mamwe mazwi: denge (adv. alone, only) kureva choga, roga kana woga etc.
  • VaGwere vanoti kubba denge (v. be alone) kureva kuva woga.
  • VaSangho vanoti denge (to lean to one side; to bend to one side).

Mazita ari Pedyo[chinja | edit source]