Joseph Macheka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Joseph Macheka murume aimbova mayor weguta reChitungwiza, uye ari mudareguru rebato raimbotonga reZanu-PF. Joseph Macheka ndiye tezvara waMorgan Tsvangirai, baba vemukadzi akaroorwa naMorgan Tsvangirai mugore 2012.