Guvi

From Wikipedia
(Redirected from Jengwa)
Jump to: navigation, search
Mhuka dzesango dziri kunwa pane guvi.

Shoko rokuti guvi kana gahwi (puddle or pool on rock) rinoreva nhika (nzvimbo iri pakaderera) iri padombo panoungana mvura kana kuchinge kwanaya. Shoko iri rinogona kurevawo gomba riri pakaderera pamupata apo panoungana mvura asi pasina rwizi runoyerera nguva dzose.

Vamwe vatauri vanoti: gangwa, jengwa, divi, gahwi kana kuti gawa.

Tsika[chinja | edit source]

Wanga uri muchechetere mvura yeguvi.