Jengachenga

Kubva Wikipedia

Jengachenga (kureva horizon) kana jengadenga sekutaura kwevamwe, igonyo rinooneka rinopatsanura huso hwemuviri wedenga nedenga rawo kana uchitariswa nemaonero emucherechedzi pamusoro kana pedyo nepamusoro pemutumbi unoenderana. Uyu munyonga inopatsanura mafambiro ese ekuona zvichienderana nekuti inopindirana nepamusoro pemuviri unoenderana here kana kuti kwete.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]