Jaya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuJaha)

Jaya (kureva young man; teenage/youthful boy) kana jaha zvinoreva mukomana abva zera anokwanisa kunge ave kupfimba vasikana kana kuroora.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Barotse vanoti bucaha (n. youth, state of being young) vachireva hujaya. Mamwe mazwi: mucaha kureva jaya.
  • Nsenga vanoti jaha (n. a young man). Mamwe mazwi: vujaha (n. youth). Kimbundu vanoti uzangala (n. male youth).
  • BaKalanga vanoti ngamula (grown-up young man) vachireva jaha kana mukomana abva zera.
  • VaWabo vanoti mpali kana apali pakuwanda (young man) kureva jaya. VaWabo vanoti opali (youth) vachireva vanhu vaduku.
  • VaGwere vanoti mupere kana bapere (male youth between the age of 10 and 15) vachireva mwanakomana ane makore 10-15.