Bwoni

From Wikipedia
(Redirected from Hwoni)
Jump to: navigation, search

Hwoni kana bwoni (Malice. Evil purpose. Sadism).

Kuita maune kana kuita nebwoni (do on purpose) apa zvichirevera kuita chakaipa kune mumwe uchiziva uye uchida. Vamwe vatauri vangati hwoni kana mambune.

Nyoka inonzi ino hwoni nokuti inouraya chaisingadyi: a snake is said to be malicious because it kills what it does not eat.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Pfini yenyoka kungoruma icho isingadyi. It is the malice of a snake to bite something it does not eat.
  • Hwoni hwenyoka kuruma chaisingadyi. It is the malice of a snake to bite that which it will not eat.