Mapiritsi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuPiritsi)

Mapiritsi (pills) mushonga wekurapa wakaumbwa kuita kagodo kekuti munhu anokanda mukwanwa achimedza nemvura. Mapiritsi anogadzirwa akapimwa kuti vanhu vasakuvara nekutora mushonga wakawanisa panguva imweyo.