Kugwara

Kubva Wikipedia

Kugwara (kureva writing; scribing) uye munhu anogwara anonzi Mugwari pamusoro pezvo mabasa emugwari anonzi Zvigwaro pahuwandu kana Rugwaro pachimwe. Mienzaniso ezvigwaro ibhaibheri rinonzi n'wadhi kana rugwaro.

Vamwe vashonda pakutaura vanoti kugwara vachireva kurwara.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]