Hufanzu hweMubato

Kubva Wikipedia

Mashoko ekuti hufanzu hwemubato ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi Scope of Work kuEnglish, rinova gwaro rinodudzira zvakatenderanwa kuti ndiro basa rakafanirwa kuitwa zvikurusei pakati peuwo achabata basa racho neuwo ari kushandirwa basa iri.

Gwaro rehufanzu hwebasa rinodudza zvinotevera: zita remwene wemubisho uri kubatwa; nzvimbo iri kubatirwa basa iri; kutara miganhu yepanovambira basa neparinogumira; kutara nguva inotarisirwa kuti basa ringe rapera mkushandwa; kutara zvipimwa zvichange zvichipimwa zvinotaridza pasvika basa kana kutaridza kupera kwaro; kutara mutowo nemitemo inotevedzwa mubasa irori.

Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vanotaura Kikongo vanoti ntala (n. A look, glance).