Huyanga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHuchapa)

Huyanga, hupfende kana kuti huchapa zvinoreva hutsvina zvokusagona kuchengeta nzvimbo yakachena.

  • Chapa (unclean; clumsy; careless person) zvinoreva munhu ane huchapa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kikongo inoti eyanga (impropriety) - zvichida vanoreva hupfende kana huyanga. Mamwe mazwi: Bula e eyanga (commit an offence or impropriety).
  • VaMambwe vanoti mutapa (a negligent, careless person) kureva pfende kana munhu anobata nhumbi huyanga.
  • Yao inoti mbwe (scattering about) kureva mbwe.