Huyanga
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChapa)
Huyanga, hupfende kana kuti huchapa zvinoreva hutsvina zvokusagona kuchengeta nzvimbo yakachena.
- Chapa (unclean; clumsy; careless person) zvinoreva munhu ane huchapa.