Honshu

Kubva Wikipedia

Honshu (kana Honshuu, Chijapani: 本州, Honshū,. "dunhu huru"), munhoroondo rakambonzi Hondo (本土, kureva. "gurutsuwa"), ndicho chitsuwa chikurusa uye chine huwandhu hukurusa pakati pezvitsuwa zvose zve Japani. Yakagadzikwa kuchamhembe kwe Hokaidho kumuringano kwe Rumaniko rwe Tsugaru, kumaodzanyemba e Shikoku kumuringano kwe Bhahari reMukati, uye kumaodzanyembaemabvazuva e Kyushu kumuringano kwe Maniko dze Kanmoni. Chitsuwa ichi chinopatsanura Bhahari re Japani, rirere kumaodzanyemba ne madokero aro, kubva ku Gungwa re Pasifiki re Maodzanyemba kusvika kuchamhembe ne mabvazuva aro. Ndicho chitsuwa chepachinzvimbo chechinomwe pakukura pasirose, uye nderechipiri pakukura kwehuwandu hwevagari mushure mechitsuwa che Indonesha Javha.