Kyushu

Kubva Wikipedia

Kyushu (Chijapa: (九州, Kyūshū; Kyuushuu; kureva. "matunhu pfumbambwe") kana Kyuushuu, ndichochitsuwa chitatu pakukura pakati pezvitsuwa zvishanu zve Japani uye ndicho chakagadzikwa kuruchamhembe-mhembe (Okinawa isingasanganiswi). Mumashure yaimbozivikanwa nemazita ekuti Kyuukoku (九国, "Nyika pfumbamwe"), Chinzei (鎮西, "Madokero eNzimbo yakaPasifikwa") uye saTsukushi-no-shima (筑紫島, "Chitsuwa cheTsukushi").

Zita yaro yemunhoroondo Saikaidho (西海道, kureva. Wurungo reBhahari reMadokero) raturukirwa Kyushu ne zvitsuwa zvinoipoteredza. Kyushu ine unda rwe 36,782 skweya makiromita (14,202 sk mi) uye yaive nehuwandu hwevanhu hwe 14,311,224 muna 2018.