Hondokosa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hondokosa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGiryama vanoti ku-hondoka (flinch - make a quick nervous movement of the face or body as an instinctive reaction to surprise, fear or pain.)
  • VaGiryama vanoti ku-hondosa (make to flinch, startle).