Helula sezita
Mataridziko
Helula izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, neEthiopia.
- Vanhu vane zita iri: Victor Helula; Naome Wa Helula; Muvhusow Wa Helula; Nduboe Wa Helula.
- Herura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.