Svetuka kuchirochemo

Hanzu sezita

Kubva Wikipedia

Hanzu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Hanzu Hanyama; Milton Hanzu; Hanzu Hanzu.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kemedzung vanoti kɨndzu (n. article of clothing, clothes) kureva hanzu.
  • Kemedzung vanoti kɨndzu kɨfa (n. new cloth) kureva hanzi itsva. Mamwe mazwi: kɨndzu kɨ gwɨ (n. shirt).