Hambana sezita

Kubva Wikipedia

Hambana izita revanhu rinowanikwa muAfrica.

  • Vanhu vane zita iri: Loster Hambana; Tazy Hambana; Ibrahim Hambana; Willy Hambana.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Xitsonga vanoti hambana (different, differ; depart, separate) kureva kusiyana. Fananidzai nokuti kupambana.
  • Xitsonga vanoti hambano (difference) kureva musiyano. Tsonga inoshandisa h panopoinda p.