Hakuna Matata

Kubva Wikipedia

Mazwi anoti Hakuna Matata anoreva kuti hapana dambudziko; hapana chanetsa - aya mazwi anotaurwa kumutauro weSwahili.

Izwi rokuti mathatha (problems; difficulties; hardships) rinotaurwa kuKalanga zvakare.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Swahili inoti matata (complication, difficulty, annoyance; confusion, disorder).
  • Swahili inoti tata (1. complicate, tangle, confuse, make difficult, intr. be confused/in confusion).
  • Swahili inoti tatia (appl. confuse, complicate; wrap, wind). Maore inoti utratra (v. confuse, deceive).
  • Swahili inoti tatanua (unwind, unravel; clear up a misunderstanding or disagreement, solve a problem).
  • Silozi inoti butata (n. hardship, difficulty, hard life).