Gwete

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGwizhu)

Gwete, nhire kana gwizhu (Springhare) kamhuka kane mumhu unenge wetsindi kanowanikwa muAfrica kuchamhembe nekumabvazuva.

Magwete anofamba munguva dzemanheru achiswera akarara mumwena yaanochera. Magwete anodya bundo, midzi nedzimwe nhengo dzemadzinde. Kana magwete ari kunze kwemwena anofamba achidorika nemakumbo eshure. Magwete ari pagwaro mhuka dziri kutsakatika - mugore 1996 huwandu hwadzo hwakaderera makumi maviri kubva pazana. Kuderera kwehuwandu hwemagwete kwakakonzerwa nekuvhimwa kwakanyanya uye kushayika kwenzvimbo dzokugara.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nhire inomhanya ichiita dumbetumbe. A Springdale moves quickly by springing from place to place.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lubwisi vanoti kugweta (v. Give inheritance) kupa nhaka.