Rwavhi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGwani)

Rwavhi, rwaivhi kana gwani (Chameleon in English) imhuka yemusango inozivikanwa nekugona kushandura ruvara rwayo uye nokuva nerurimi runotambaunuka kunobata tupembenene nokukasira. kune marudzi erwaivhi anosvika 160 anowanikwa muAfrica, Madagascar, Spain, Portugal, Sri Lanka neSouth Asia. Rwavhi runowanikwa munzvimbo dzinodziya dzinosanganisira masango anonyaya mvura uye mugwenga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]