Gwamba

Kubva Wikipedia
  • Gwamba kana kutsingana (1. congeal, 2. set hard) apa kureva kugwamba kwechinhu chatonhora sekugwamba kunoita mazaya echando. Namo yakagwamba: the wax has congealed.
  • Gwamba (1. Patch of colour on animal's body 2. Large spot)
  • Gwamba (Cluster)
  • Gwamba (Formation especially of moving caterpillars). Igwamba ramakonye: that is a cluster of worms.
  • Gwamba (Roll e.g. of voters). Gwamba roushe: list of those who must be considered for succession to a chieftainship.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.