Gwamba (gwaro remazita)

Kubva Wikipedia

Apa kureva gwaro rinodoma mazita ari kupinda muchirongwa chiripo, ringava gwamba roUshe, gwamba rekuvhota, gwamba rezvombo zvinoshandiswa pabasa kana gwamba revana vanopinda pachikiro.