Gwababa sezita

Kubva Wikipedia

Gwababa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Moses Gwababa; Thembela Gwababa; Vukile Gwababa; Efram Gwababa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • IsiZulu inoti gwababa (n. crow) kureva gunguo. Mamwe mazwi: ihlungulu (n. raven).