Gura

Kubva Wikipedia
  • Gura kana makura (old agricutural land; deserted garden going back to bush) apa kureva munda wakarimwa kwemakore mazhinji ungava uchiri kurimwa kana usisarimwe.
  • Gura kana kutyora (Cut off or across) apa kureva kugura kwekucheka kana kudimbura chinhu.
  • Gura (Cut across). Akagurira nebani kuti akasire kusvika.
  • Gura (Give up completely an evil course of action or bad habit) Apa kureva kupfidza chivi uchibva wasiya kuchiitazve. Ndagura, handichapannhidzi: I have given up that way of acting, I will not do so again.
  • Gura (Do usefully) Badza iri harina icho richagura: this hoe is no longer of any use.
  • Gura (Extract an object (e.g. tooth, hoe blade) by knocking or by moving it to and fro). Mukoti Sarudzai aigura zino asingakuvadzi nakashoma kose. Gura demo: knock the business end of the axe handle against something so that the blade falls out.
  • Gura (Decide a law case) apa kureva kutonga mhosva uchitaura kuti ari kutongwa akapara mhosva here kana kwete. Ndiani anogura mhosva iyi: who will decide this case?

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.