Guni sezita

Kubva Wikipedia

Guni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Reuben Guni; Chenai Guni; Joseph Guni; Tinashe Guni.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGbeya vanoti gun (n. base of tree). Fananidzai nokuti gunhi.