Gowero sezita
Mataridziko
Gowero izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Moragn Gowero; Tafadzwa Gowero; Tatenda Gowero; Chenjerai Gowero.
- Mazwi ari pedyo: Chikowe sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.