Gora Remunhu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gora Remunhu kana magora (Uninhibited person; 2. Smart, young trickster) kureva munhu asinganyare, asingazvidzore pakutaura nekuita.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti isigola kana izigola (Person of violent, excitable natur) kureva gora.